Numbers 22:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Barami akati kunaMŋari: Baraki, mŋanakomana waZipori, mambo waMoabi, wakatuma shoko kwandiri, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharamu akati kuna Mwari, “Bharaki mwanakomana waZipori, mambo weMoabhu, akanditumira nhume idzi achiti, ‘Vanhu vakabuda kubva kuIjipiti vakazadza nyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu ndokupindura Mwari achiti, “Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu akanditumira shoko achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharamu akati kuna Mwari, “Bharaki, mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akatuma shoko kwandiri, achiti,
Shona 2009?
Bharamu akati kuna Mwari, "Bharaki, mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akatuma shoko kwandiri, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Bharamu akati kuna Mwari, “Bharaki, mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akatuma shoko kwandiri, achiti,