Numbers 22:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋari akati kunaBarami: Haufaniri kuenda naʋo; haufaniri kutuka ʋanhu aʋo; nokuti ʋakaropafadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari akati kuna Bharamu, “Usaenda navo. Haufaniri kutuka vanhu avo, nokuti vakaropafadzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akati kuna Bhiriamu, “Usaende navanhu ava. Rega kundorengerera rushambwa kuvanhu ivavo nokuti vakakomborerwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mwari akati kuna Bharamu, “Haufaniri kuenda navo; haufaniri kutuka vanhu avo; nokuti vakaropafadzwa.”
Shona 2009?
Ipapo Mwari akati kuna Bharamu, "Haufaniri kuenda navo; haufaniri kutuka vanhu avo; nokuti vakaropafadzwa."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mwari akati kuna Bharamu, “Haufaniri kuenda navo; haufaniri kutuka vanhu avo; nokuti vakaropafadzwa.”