Numbers 22:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo macinda aMoabi akasimuka, akaenda kunaBaraki, akati: Barami waramba kuʋuya nesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka machinda eMoabhu akadzokera kuna Bharaki akati, “Bharamu akaramba kuuya nesu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machinda avaMoabhu akasimuka akaenda kuna Bharaki akasvikoti, “Bhiriamu aramba kuuya nesu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo machinda aMoabhu vakasimuka, vakaenda kuna Bharaki, vakati, “Bharamu aramba kuuya nesu.”
Shona 2009?
Ipapo machinda aMoabhu vakasimuka, vakaenda kuna Bharaki, vakati, "Bharamu aramba kuuya nesu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo machinda aMoabhu vakasimuka, vakaenda kuna Bharaki, vakati, “Bharamu aramba kuuya nesu.”