Numbers 22:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿika kunaBarami, ʋakati kwaari: Ɀanzi naBaraki, mŋanakomana waZipori: Usatendera cinhu kukudziʋisa kuʋuya kwandiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasvika kuna Bharamu vakati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvika kuna Bharamu, vakati kwaari, “Zvanzi naBharaki, mwanakomana waZipori, ‘Usatendera chinhu kukudzivisa kuuya kwandiri;
Shona 2009?
Vakasvika kuna Bharamu, vakati kwaari, "Zvanzi naBharaki, mwanakomana waZipori, `Usatendera chinhu kukudzivisa kuuya kwandiri;
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvika kuna Bharamu, vakati kwaari, “Zvanzi naBharaki, mwanakomana waZipori, ‘Usatendera chinhu kukudzivisa kuuya kwandiri;