Numbers 22:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ndicakukudza ɀikuru kwaɀo, ɀose ɀaunondiraira ndicaɀiita; naiɀoɀo ɗoʋuya hako unditukire ʋanhu aʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naBharaki mwanakomana waZipori: Usatendera chimwe chinhu kukukonesa kuuya kwandiri, nokuti ndichakupa mubayiro wakanaka kwazvo uye ndichaita zvose zvaunoreva. Uya unditukire vanhu ava.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ndichakukudza zvikuru kwazvo, zvose zvaunondiraira ndichazviita; naizvozvo douya hako unditukire vanhu ava.’ ”
Shona 2009?
nokuti ndichakukudza zvikuru kwazvo, zvose zvaunondiraira ndichazviita; naizvozvo douya hako unditukire vanhu ava.' "
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ndichakukudza zvikuru kwazvo, zvose zvaunondiraira ndichazviita; naizvozvo douya hako unditukire vanhu ava.’ ”