Numbers 22:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Baraki, mŋanakomana waZipori, wakaŋga aʋona ɀose ɀakaitirwa ʋaAmori naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Bharaki mwanakomana waZipori akaona zvose zvakanga zvaitwa navaIsraeri kuvaAmori,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Bharaki, mwanakomana waZipori, akanga aona zvose zvakaitirwa vaAmori navaIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino Bharaki, mwanakomana waZipori, akanga aona zvose zvakaitirwa vaAmori navaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Bharaki, mwanakomana waZipori, akanga aona zvose zvakaitirwa vaAmori naVaIsiraeri.