Numbers 22:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari akaʋuya kunaBarami ʋusiku, akati kwaari: Ʋanhu aʋa kana ʋakaʋuya kuzokuɗana simuka uende naʋo; asi shoko randicataura kwauri, unofanira kuita iro roga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku ihwohwo Mwari akauya kuna Bharamu akati kwaari, “Sezvo vanhu ava vauya kuzokudana, enda hako navo, asi uite chete zvandinokuudza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akauya kuna Bhiriamu usiku ihwohwo akati, “Kana varume ava vakauya kuzokudaidza, simuka zvako uende navo. Asi zvandinokuudza ndizvo chete zvauchaita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari akauya kuna Bharamu usiku, akati kwaari, “Vanhu ava kana vakauya kuzokudana simuka uende navo; asi shoko randichataura kwauri, unofanira kuita iro roga.”
Shona 2009?
Zvino Mwari akauya kuna Bharamu usiku, akati kwaari, "Vanhu ava kana vakauya kuzokudana simuka uende navo; asi shoko randichataura kwauri, unofanira kuita iro roga."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari akauya kuna Bharamu usiku, akati kwaari, “Vanhu ava kana vakauya kuzokudana simuka uende navo; asi shoko randichataura kwauri, unofanira kuita iro roga.”