Numbers 22:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutumŋa waJehova akati kwaari: Waroʋereiko mboŋgoro yako ɀino katatu? Tarira, ini ndimene ndaɓuɗa kuzokudziʋisa, nokuti nzira yako inoʋaʋarira kuneɀakaipa pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa waJehovha akamubvunza achiti, “Warovereiko mbongoro yako rutatu rwose urwu? Ini ndauya pano kuzokudzivisa nokuti nzira yako haina kururama kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi ndokuti, “Waroverei dhongi rako katatu kose? Chinzwa, ini ndauya kuzokudzivisa nokuti zvauri kufambira zvakaipa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Warovereiko mbongoro yako zvino katatu? Tarira, ini ndimene ndabuda kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inovavarira kune zvakaipa pamberi pangu.
Shona 2009?
Mutumwa waJehovha akati kwaari, "Warovereiko mbongoro yako zvino katatu? Tarira, ini ndimene ndabuda kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inovavarira kune zvakaipa pamberi pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Warovereiko mbongoro yako zvino katatu? Tarira, ini ndimene ndabuda kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inovavarira kune zvakaipa pamberi pangu.