Numbers 22:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mboŋgoro yakandiʋona, ikatsauka pamberi paŋgu katatu; ɗai isinakutsauka pamberi paŋgu, ɀirokwaɀo ndiŋgaɗai ndakuʋuraya iwe, ndikairaramisa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mbongoro yandiona ikatsauka ichibva pandiri katatu aka kose. Dai isina kutsauka, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya izvozvi, asi iyo ndairaramisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi dhongi randiona rikandinyenyeredza katatu kose. Dai risina kundinyenyeredza ndingadai ndatokuuraya iro ndarirega riri benyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mbongoro yakandiona, ikatsauka pamberi pangu katatu; dai isina kutsauka pamberi pangu, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya iwe, ndikairaramisa iyo.”
Shona 2009?
Mbongoro yakandiona, ikatsauka pamberi pangu katatu; dai isina kutsauka pamberi pangu, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya iwe, ndikairaramisa iyo."
Shona SUB 2002 Bible
Mbongoro yakandiona, ikatsauka pamberi pangu katatu; dai isina kutsauka pamberi pangu, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya iwe, ndikairaramisa iyo.”