Numbers 22:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Barami akati kumutumŋa waJehova: Ndatadza, nokuti ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ndiwe wakaŋga umire munzira ucindidziʋisa; naiɀoɀo ɀino, kana usiŋgafari naɀo, ndicadzoka haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza. Handina kuziva kuti manga mumire munzira kuti mundidzivise. Zvino kana musingafari, ndodzokera hangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu ndokupindura mutumwa waTenzi achiti, “Inga ndaita chitadzo. Ndanga ndisingazivi kuti imi manga mumire munzira muchindidzivisa. Zvino kana muchiona zvakaipa, ndodzokera zvangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza, nokuti ndakanga ndisingazivi kuti ndiwe wakanga umire munzira uchindidzivisa; naizvozvo zvino, kana usingafari nazvo, ndichadzoka hangu.”
Shona 2009?
Ipapo Bharamu akati kumutumwa waJehovha, "Ndatadza, nokuti ndakanga ndisingazivi kuti ndiwe wakanga umire munzira uchindidzivisa; naizvozvo zvino, kana usingafari nazvo, ndichadzoka hangu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza, nokuti ndakanga ndisingazivi kuti ndiwe wakanga umire munzira uchindidzivisa; naizvozvo zvino, kana usingafari nazvo, ndichadzoka hangu.”