Numbers 22:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Barami akati kunaBaraki: Tarira, ndaʋuya kwauri; ko ini ndinesimba rokutaura cinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo maŋgu naMŋari, ndiro randicataura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharamu akapindura akati, “Zvakanaka, zvino ndauya kwauri. Asi ndingataura zvose zvose here? Ndinofanira kungotaura chete zvinenge zvaiswa mumuromo mangu naMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Hezvinoka ndauya. Asi ndingataure here chero chandingangoda kutaura? Shoko randinenge ndapiwa naMwari ndiro chete randichataura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharamu akati kuna Bharaki, “Tarira, ndauya kwauri; ko ini ndine simba rokutaura chinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo mangu naMwari, ndiro randichataura.”
Shona 2009?
Bharamu akati kuna Bharaki, "Tarira, ndauya kwauri; ko ini ndine simba rokutaura chinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo mangu naMwari, ndiro randichataura."
Shona SUB 2002 Bible
Bharamu akati kuna Bharaki, “Tarira, ndauya kwauri; ko ini ndine simba rokutaura chinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo mangu naMwari, ndiro randichataura.”