Numbers 22:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino maŋgwanani Baraki akatora Barami, akamukwidza panɀimbo dzakakwirira dzaBaari, akaʋona, ari’po, ʋanhu ʋokumudziʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana, Bharaki akatora Bharamu akakwira naye kuBhamoti Bhaari, uye ipapo akaona chikamu chavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo.
Shona 2009?
Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo.