Numbers 22:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaʋari: Ʋatai ʋusiku bguno pano, ndikudzoserei neshoko, seɀandicaʋudzwa naJehova; macinda aMoabi akagara’po kunaBaraki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharamu akati kwavari, “Chivatai pano, uye ndichauya nemhinduro yandichapiwa naJehovha.” Saka machinda eMoabhu akagara naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu ndokuti, “Imi chirarai zvenyu pano, mangwana ndinozokuudzai zvandinenge ndataurirwa naTenzi.” Saka machinda aMoabhu akararapo paBhiriamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwavari, “Vatai usiku huno pano, ndikudzoserei neshoko, sezvandichaudzwa naJehovha;” machinda aMoabhu akagarapo kuna Bharamu.
Shona 2009?
Iye akati kwavari, "Vatai usiku huno pano, ndikudzoserei neshoko, sezvandichaudzwa naJehovha;" machinda aMoabhu akagarapo kuna Bharamu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwavari, “Vatai usiku huno pano, ndikudzoserei neshoko, sezvandichaudzwa naJehovha;” machinda aMoabhu akagarapo kuna Bharamu.