Numbers 22:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari akaʋuya kunaBarami, akati: Ʋanhu aʋa ʋari kwauri ndiʋananiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akauya kuna Bharamu akamubvunza akati, “Vanhu vaunavo ndivanaaniko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akauya kuna Bhiriamu akati, “Ko varume ava vaunavo ndivanaani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari akauya kuna Bharamu, akati, “Vanhu ava vari kwauri ndivananiko?”
Shona 2009?
Zvino Mwari akauya kuna Bharamu, akati, "Vanhu ava vari kwauri ndivananiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari akauya kuna Bharamu, akati, “Vanhu ava vari kwauri ndivananiko?”