Numbers 23:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati: Ko handifaniri kucenjera kuti nditaure ɀinoiswa naJehova mumuromo maŋgu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akapindura akati, “Ko, handifaniri kuti nditaure zvaiswa mumuromo mangu naJehovha here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu akati, “Handiti zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo chete zvandinofanira kutaura?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati, “Ko handifaniri kuchenjera kuti nditaure zvinoiswa naJehovha mumuromo mangu here?”
Shona 2009?
Akapindura, akati, "Ko handifaniri kuchenjera kuti nditaure zvinoiswa naJehovha mumuromo mangu here?"
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati, “Ko handifaniri kuchenjera kuti nditaure zvinoiswa naJehovha mumuromo mangu here?”