Numbers 23:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Baraki akati kwaari: Ƌoʋuya hako neni kuneimŋe nɀimbo, pauŋgaʋaʋona uri’po; uŋgaŋgoʋona ʋokumudziʋo ʋoga, hauŋgaʋaʋoni ʋose; nditukirei iʋo uri ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Bharaki akati kwaari, “Uya uende neni kune imwe nzvimbo yaunogona kuvaona; uchangoona chikamu chavo asi kwete vose. Uye uri ipapo ugonditukira vanhu ava.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bharaki akamutaurira kuti, “Handei kune imwe nzvimbo kwamungakwanise kuvatarisa muri, muchivaona. Munenge musingaoni zvenyu vose, asi vashoma chete, mundirengererere vanhu ivavo rushambwa muriko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharaki akati kwaari, “Douya hako neni kune imwe nzvimbo, paungavaona uripo; ungangoona vokumudzivo voga, haungavaoni vose; nditukirei ivo uri ipapo.”
Shona 2009?
Bharaki akati kwaari, "Douya hako neni kune imwe nzvimbo, paungavaona uripo; ungangoona vokumudzivo voga, haungavaoni vose; nditukirei ivo uri ipapo."
Shona SUB 2002 Bible
Bharaki akati kwaari, “Douya hako neni kune imwe nzvimbo, paungavaona uripo; ungangoona vokumudzivo voga, haungavaoni vose; nditukirei ivo uri ipapo.”