Numbers 23:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaenda naye kumunda waZofimi, pamsoro pePisga, akaʋaka artari nomŋe, akaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akamutora akaenda naye kumunda waZofimi pamusoro pePisiga, uye akavaka aritari nomwe ipapo akabayira hando negondohwe paaritari imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaenda naye kuTsofimu pamusoro pegomo rePisiga. Akavaka atari nomwe ipapo ndokupira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akaenda naye kumunda waZofimu, pamusoro pePisiga, akavaka atari nomwe, akabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.
Shona 2009?
Zvino akaenda naye kumunda waZofimu, pamusoro pePisiga, akavaka aritari nomwe, akabayira nzombe negondobwe paaritari imwe neimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akaenda naye kumunda waZofimu, pamusoro pePisiga, akavaka atari nomwe, akabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.