Numbers 23:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunaBaraki: Cimira pano pacipiriso cako cinopiswa, ini ndindosoŋgana naJehova uko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharamu akati kuna Bharaki, “Gara pano iwe parutivi rwechipiriso chako ini ndichindosangana naye uko.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu ndokutaurira Bharaki achiti, “Mirai pano pane chibayiro chenyu chokupisa. Ini ndichambondosangana naMwari uko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna Bharaki, “Chimira pano pachipiriso chako chinopiswa, ini ndindosangana naJehovha uko.”
Shona 2009?
Akati kuna Bharaki, "Chimira pano pachipiriso chako chinopiswa, ini ndindosangana naJehovha uko.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna Bharaki, “Chimira pano pachipiriso chako chinopiswa, ini ndindosangana naJehovha uko.”