Numbers 23:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akasoŋgana naBarami, akaisa shoko mumuromo make, akati: Dzokera kunaBaraki, utaure kuɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akasangana naBharamu akaisa shoko mumuromo make akati, “Dzokera kuna Bharaki undotaura mashoko aya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akasangana naBhiriamu, ndokumupa zvokundotaura achiti, “Chidzokera kuna Bharaki undomuudza izvozvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akasangana naBharamu, akaisa shoko mumuromo make, akati, “Dzokera kuna Bharaki utaure kudai.”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akasangana naBharamu, akaisa shoko mumuromo make, akati, "Dzokera kuna Bharaki utaure kudai."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akasangana naBharamu, akaisa shoko mumuromo make, akati, “Dzokera kuna Bharaki utaure kudai.”