Numbers 23:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati: Simuka, iwe Baraki, unzwe; Nditerere, iwe mŋanakomana waZipori:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akataura chirevo chake akati: “Simuka, Bharaki, uye uteerere; ndinzwe, iwe mwanakomana waZipori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu akaenderera mberi kuporofita achiti, “VaBharaki wee simukai munzwe, dombondinzwaiwo imi mwanakomana waZipori,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Simuka, iwe Bharaki, unzwe; Nditeerere, iwe mwanakomana waZipori:
Shona 2009?
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, "Simuka, iwe Bharaki, unzwe; Nditeerere, iwe mwanakomana waZipori:
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Simuka, iwe Bharaki, unzwe; Nditeerere, iwe mwanakomana waZipori: