Numbers 23:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haana‐kuʋona ɀakaipa kunaJakobo; Haana‐kuʋona ɀakashata kunaIsraeri; Jehova Mŋari wake unaye, Ʋanopupurira mambo pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haana kuona chakaipa kuna Jakobho, hapana chakashata chakaonekwa muIsraeri. Jehovha Mwari wavo anavo; kudanidzira kwaMambo kuri pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uipi hahuna kuonekwa muna Jakobho, kukanganisa hakuna kuonekwa muvaIsiraeri. Tenzi Mwari wavo anavo, kupemberera Tenzi samambo wavo kunonzwika pakati pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haana kuona zvakaipa kuna Jakobho; Haana kuona zvakashata kuna Isiraeri; Jehovha Mwari wake anaye, Vanopupurira mambo pakati pavo.
Shona 2009?
Haana kuona zvakaipa kuna Jakobho; Haana kuona zvakashata kuna Isiraeri; Jehovha Mwari wake anaye, Vanopupurira mambo pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Haana kuona zvakaipa kuna Jakobho; Haana kuona zvakashata kuna Isiraeri; Jehovha Mwari wake anaye, Vanopupurira mambo pakati pavo.