Numbers 23:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Baraki akati kunaBarami: Usatoŋgoʋatuka, kana kutoŋgoʋaropafadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Bharaki akati kuna Bharamu, “Usatombovatuka kana kuvaropafadza napaduku!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bharaki ndokuti kuna Bhiriamu, “Chisva warega zvako kuvarengerera kana kumbovakomborera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Usatongovatuka, kana kutongovaropafadza.”
Shona 2009?
Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, "Usatongovatuka, kana kutongovaropafadza."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Usatongovatuka, kana kutongovaropafadza.”