Numbers 23:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Barami wakapindura, akati kunaBaraki: Handina‐kukuʋudza here, ndikati: Ɀose ɀinotaurwa naJehova, ndiɀo ɀandinofanira kuita?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Bharamu akapindura akati, “Handina kukuudza here kuti ndinofanira kuita zvose zvinotaurwa naJehovha?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Bhiriamu akati, “Handina kukuudzai here kuti zvose zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo zvandichaita?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Bharamu akapindura, akati kuna Bharaki, “Handina kukuudza here, ndikati, ‘Zvose zvinotaurwa naJehovha, ndizvo zvandinofanira kuita?’ ”
Shona 2009?
Asi Bharamu akapindura, akati kuna Bharaki, "Handina kukuudza here, ndikati, `Zvose zvinotaurwa naJehovha, ndizvo zvandinofanira kuita?' "
Shona SUB 2002 Bible
Asi Bharamu akapindura, akati kuna Bharaki, “Handina kukuudza here, ndikati, ‘Zvose zvinotaurwa naJehovha, ndizvo zvandinofanira kuita?’ ”