Numbers 23:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋari akasoŋgana naBarami, iye akati kwaari: Ndagadzira artari nomŋe, ndikaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akasangana naye, Bharamu akati, “Ndagadzira aritari nomwe uye paaritari imwe neimwe ndabayira hando negondohwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mwari akasangana naBharamu, iye akati kwaari, “Ndagadzira atari nomwe, ndikabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.”
Shona 2009?
Ipapo Mwari akasangana naBharamu, iye akati kwaari, "Ndagadzira aritari nomwe, ndikabayira nzombe negondobwe paaritari imwe neimwe."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mwari akasangana naBharamu, iye akati kwaari, “Ndagadzira atari nomwe, ndikabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.”