Numbers 23:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akaisa shoko mumuromo waBarami, akati: Dzokera kunaBaraki, utaure kwaari kuɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akaisa shoko mumuromo waBharamu akati, “Dzokera kuna Bharaki utaure kwaari shoko iri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaudza Bhiriamu zvokundotaurira Bharaki achiti, “Chidzokera kuna Bharaki umuudze izvozvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akaisa shoko mumuromo waBharamu, akati, “Dzokera kuna Bharaki, utaure kwaari kudai.”
Shona 2009?
Jehovha akaisa shoko mumuromo waBharamu, akati, "Dzokera kuna Bharaki, utaure kwaari kudai."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akaisa shoko mumuromo waBharamu, akati, “Dzokera kuna Bharaki, utaure kwaari kudai.”