Numbers 23:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati: Baraki wakanditora paArami, Mambo waMoabi wakanditora pamakomo okumabvazuʋa, Aciti: Ʋuya unditukire Jakobo, Ʋuya, unditsamŋire Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Bharamu akataura chirevo chake akati: “Bharaki akanditora kubva kuAramu, iye mambo weMoabhu kubva kumakomo okumabvazuva. Akati, ‘Uya unditukirewo Jakobho; uya, utsoropodze Israeri.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu ndokutanga kutaura shoko rake achiti, “Bharaki akandiunza kubva kuSiria. Mambo wavaMoabhu akandibvisa kunyika yamakomo yokumabvazuva, achiti, ‘Uya kuno undirengererewo Jakobho Uya uzoshora vaIsiraeri.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Bharaki akanditora paArami, Mambo waMoabhu akanditora pamakomo okumabvazuva, Achiti, ‘Uya unditukire Jakobho, Uya, unditsamwire Isiraeri.’
Shona 2009?
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, "Bharaki akanditora paArami, Mambo waMoabhu akanditora pamakomo okumabvazuva, Achiti, `Uya unditukire Jakobho, Uya, unditsamwire Isiraeri.'
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akataura nomufananidzo wake, akati, “Bharaki akanditora paArami, Mambo waMoabhu akanditora pamakomo okumabvazuva, Achiti, ‘Uya unditukire Jakobho, Uya, unditsamwire Isiraeri.’