Numbers 23:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndiŋgatuka seiko usina‐kutukwa naMŋari; Ini ndiŋgatsamŋira seiko usina‐kutsamŋirwa naJehova?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndingatuka seiko avo vasina kutukwa naMwari? Ndingatsoropodza seiko avo vasina kutsoropodzwa naJehovha?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingarengerere sei rushambwa vanhu vasina kurengererwa naMwari? Ndingashore sei vanhu vasina kushorwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndingatuka seiko asina kutukwa naMwari; Ini ndingatsamwira seiko asina kutsamwirwa naJehovha?
Shona 2009?
Ini ndingatuka seiko asina kutukwa naMwari; Ini ndingatsamwira seiko asina kutsamwirwa naJehovha?
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndingatuka seiko asina kutukwa naMwari; Ini ndingatsamwira seiko asina kutsamwirwa naJehovha?