Numbers 23:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinomuʋona ndiri pamsoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamsoro peɀikomo; Tarira, ndiʋanhu ʋanogara ʋari ʋoga, Haʋaŋgaʋereŋgwi pakati pendudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri pamusoro pamatombo, ndinovaona, ndiri pakakwirira, ndinovaona. Ndinoona vanhu vanogara vari voga uye havazviverengi pakati pendudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri pamusoro pamakomo pano ndinovaona, ndiri pazvikomo pano ndinovatarisa, onei vari vanhu vanoda kugara voga, vasingazviverengeri mukati mamamwe marudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinomuona ndiri pamusoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamusoro pezvikomo; Havangaverengwi pakati pendudzi.
Shona 2009?
Nokuti ndinomuona ndiri pamusoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamusoro pezvikomo; Havangaverengwi pakati pendudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinomuona ndiri pamusoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamusoro pezvikomo; Havangaverengwi pakati pendudzi.