Numbers 24:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Barami akati kunaBaraki: Ko handina‐kutaura ʋo kunhume dzako, dzawakatuma kwandiri, ndiciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharamu akapindura Bharaki akati, “Ko, handina kutaurira nhume dzawakatuma kwandiri here kuti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu ndokuti kuna Bharaki, “Ko handina kuudza nhume dzenyu dzamakanditumira kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharamu akati kuna Bharaki, “Ko handina kutaurawo kunhume dzako, dzawakatuma kwandiri, ndichiti,
Shona 2009?
Bharamu akati kuna Bharaki, "Ko handina kutaurawo kunhume dzako, dzawakatuma kwandiri, ndichiti,
Shona SUB 2002 Bible
Bharamu akati kuna Bharaki, “Ko handina kutaurawo kunhume dzako, dzawakatuma kwandiri, ndichiti,