Numbers 24:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe, ucabva kunaJakobo, ucaʋa noʋushe, Ucaparadza ʋakasara muguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutongi achabuda muna Jakobho uye achaparadza vakasara veguta.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muna Jakobho muchava nomutongi achaparadza vaya vakasara vari vapenyu mumaguta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe, achabva kuna Jakobho, achava noushe, achaparadza vakasara muguta.”
Shona 2009?
Mumwe, achabva kuna Jakobho, achava noushe, achaparadza vakasara muguta."
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe, achabva kuna Jakobho, achava noushe, achaparadza vakasara muguta.”

Recommended Reading