Numbers 24:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Barami akasimudza meso ake, akaʋona ʋaIsraeri ʋagere namarudzi aʋo; Mŋeya waMŋari akaʋuya pamsoro pake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bharamu akati atarisa kunze akaona vaIsraeri vagere pamusasa, rudzi norudzi, Mweya waMwari wakauya pamusoro pake
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akaona vaIsiraeri vakadzika matendhe avo dzinza nedzinza, Mweya waMwari ndokuuya paari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharamu akasimudza meso ake, akaona vaIsiraeri vagere namarudzi avo; Mweya waMwari akauya pamusoro pake,
Shona 2009?
Bharamu akasimudza meso ake, akaona vaIsiraeri vagere namarudzi avo; Mweya waMwari akauya pamusoro pake,
Shona SUB 2002 Bible
Bharamu akasimudza meso ake, akaona VaIsiraeri vagere namarudzi avo; Mweya waMwari akauya pamusoro pake,