Numbers 24:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akatarira Amareki, akataura nomufananidzo wake, akati: Amareki ndiye wokutaŋga waʋahedeni, Asi pakupedzisira ucaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Bharamu akaona Amareki uye akataura chirevo chake achiti, “Amareki akanga ari wokutanga pakati pendudzi, asi pakupedzisira achaparadzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu akaona vaAmareki, ndokuporofita nezvavo achiti, “Simba ravaAmareki raidarika ramarudzi ose, asi vachaguma vaparadzwa zvachose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatarira Amareki, akataura nomufananidzo wake, akati, “Amareki ndiye wokutanga wavahedheni, Asi pakupedzisira achaparadzwa.”
Shona 2009?
Zvino akatarira Amareki, akataura nomufananidzo wake, akati, "Amareki ndiye wokutanga wavahedheni, Asi pakupedzisira achaparadzwa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatarira Amareki, akataura nomufananidzo wake, akati, “Amareki ndiye wokutanga wavahedheni, Asi pakupedzisira achaparadzwa.”