Numbers 24:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akatarira ʋaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati: Ʋugaro bgako bgakasimba, Ƌendere rako rakateyiwa paɗombo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaona vaKeni uye akataura chirevo chake achiti: “Ugaro hwako hwakachengetedzeka, dendere rako rakavakwa padombo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu akaona vaKeni, ndokuporofita nezvavo achiti; “Paugere hapana chichakuwana, dendere rako rakavakirwa mudombo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo.
Shona 2009?
Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, "Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatarira vaKeniti, akataura nomufananidzo wake, akati, “Ugaro hwako hwakasimba, Dendere rako rakateyiwa padombo.
Recommended Reading