Numbers 24:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro Kaini ucaparadzwa, Kusikira iwe ucitapxa naAshuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi imi vaKeni muchaparadzwa, Ashuri paachakutapai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvakadaro vaKeni vachaparadzwa. Muchagara muri nhapwa dzavaAsiria kusvikira riniko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro Kaini achaparadzwa, Kusvikira iwe uchitapwa naAshuri.”
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro Kaini achaparadzwa, Kusvikira iwe uchitapwa naAshuri."
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro Kaini achaparadzwa, Kusvikira iwe uchitapwa naAshuri.”