Numbers 24:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akataura nomufananidzo wake akati: Haiwa! ndianiko ucararama, kana Mŋari aciita saiɀoɀo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akataura chirevo chake akati: “Haiwa, ndianiko angararama kana Mwari akaita izvi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu akazoporofita achiti; “Ndiani angararame kana Tenzi achiita zvakadai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akataura nomufananidzo wake akati, “Haiwa! Ndianiko achararama, kana Mwari achiita saizvozvo?
Shona 2009?
Akataura nomufananidzo wake akati,"Haiwa! Ndianiko achararama, kana Mwari achiita saizvozvo?
Shona SUB 2002 Bible
Akataura nomufananidzo wake akati, “Haiwa! Ndianiko achararama, kana Mwari achiita saizvozvo?