Numbers 24:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Barami akasimuka, akadzokera kunɀimbo yake; naBaraki akaenda ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Bharamu akasimuka akadzokera kunyika yake, uye Bharaki akaenda kwakewo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu akazosimuka akadzokera kumusha kwake. Bharaki akaendawo kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bharamu akasimuka, akadzokera kunzvimbo yake; naBharaki akaendawo.
Shona 2009?
Ipapo Bharamu akasimuka, akadzokera kunzvimbo yake; naBharaki akaendawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bharamu akasimuka, akadzokera kunzvimbo yake; naBharaki akaendawo.