Numbers 24:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura inobva paɀiroŋgo ɀake, Mbeu dzake dzicaʋa pamvura zhinji. Mambo wake ucakurira Agagi, Ʋushe bgake bgucakuriswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura ichayerera ichibva muzvirongo zvavo; mbeu dzavo dzichawana mvura yakawanda. “Mambo wavo achava mukuru kupinda Agagi; umambo hwavo huchasimudzirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvirongo zvavo zvichafashukira nemvura, mbesa dzavo dzichawana mvura yakawanda. Kukudzwa kwamambo wavo kuchadarika kwaAgagi, ushe hwake huchaita mukurumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura inobva pazvirongo zvake, Mbeu dzake dzichava pamvura zhinji. Mambo wake achakurira Agagi, Ushe hwake huchakuriswa.
Shona 2009?
Mvura inobva pazvirongo zvake, Mbeu dzake dzichava pamvura zhinji. Mambo wake achakurira Agagi, Ushe hwake huchakuriswa.
Shona SUB 2002 Bible
Mvura inobva pazvirongo zvake, Mbeu dzake dzichava pamvura zhinji. Mambo wake achakurira Agagi, Ushe hwake huchakuriswa.