Numbers 25:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
icaʋa kwaari nokuʋana ʋake ʋanomuteʋera suŋgano yoʋuprista bgusiŋgaperi; nokuti wakaŋga aneshuŋgu nokuɗa kwaMŋari wake, akayananisira ʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye nezvizvarwa zvake vachava nesungano youprista husingaperi, nokuti akanga ane shungu nokukudzwa kwaMwari wake, akayananisira vaIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitenderano ichi chokuti vava vapristi nokusingapere ndechake iye nezvizvarwa zvake nokuti akatsamwira vanhu vasina kuremekedza Tenzi wake akayananisa vaIsiraeri naTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ichava kwaari nokuvana vake vanomutevera kuti akanga ane shungu nokuda kwaMwari wake, akayananisira vana vaIsiraeri.’ ”
Shona 2009?
ichava kwaari nokuvana vake vanomutevera kuti akanga ane shungu nokuda kwaMwari wake, akayananisira vana vaIsiraeri.'
Shona SUB 2002 Bible
ichava kwaari nokuvana vake vanomutevera kuti akanga ane shungu nokuda kwaMwari wake, akayananisira vana VaIsiraeri.’ ”