Numbers 25:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zita romurume uyo muIsraeri wakaʋurawa, iye wakaʋurawa pamŋe cete nomukadzi muMidiani, rakaŋga riri Zimri, mŋanakomana waSaru, mucinda weimba yamadziɓaɓa pakati paʋaSimeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zita romuIsraeri akaurayiwa pamwe chete nomukadzi muMidhiani rainzi Zimuri mwanakomana waSaru, mutungamiri weimwe mhuri yaSimeoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zita romurume muIsiraeri uya akaurayiwa pamwechete nomukadzi worudzi rwavaMidhiani rainzi Zimuri mwanakomana waSaru, aiva mutungamiriri weimwe mhuri yomudzinza rokwaSimeoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zita romurume uyo muIsiraeri akaurawa, iye wakaurawa pamwechete nomukadzi muMidhiani, rakanga riri Zimiri, mwanakomana waSaru, muchinda weimba yamadzibaba pakati pavaSimeoni.
Shona 2009?
Zita romurume uyo muIsiraeri akaurawa, iye wakaurawa pamwechete nomukadzi muMidhiani, rakanga riri Zimiri, mwanakomana waSaru, muchinda weimba yamadzibaba pakati pavaSimiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Zita romurume uyo muIsiraeri akaurayiwa, iye wakaurayiwa pamwechete nomukadzi muMidhiani, rakanga riri Zimiri, mwanakomana waSaru, muchinda weimba yamadzibaba pakati pavaSimeoni.