Numbers 25:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋakaɗana ʋanhu ʋaʋuye kuɀiɓayiro ɀaʋamŋari ʋaʋo; ʋanhu ʋakadya, ʋakafugamira ʋamŋari ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
avo vakavakoka kuti vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo. Vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari ava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzi ivavo vakavakoka kuzvibairo zvavamwari vavo. Vanhu vakadya vakapfugamira vamwari vavo ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vakadana vanhu vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo; vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari vavo.
Shona 2009?
nokuti vakadana vanhu vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo; vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari vavo.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vakadana vanhu vauye kuzvibairo zvavamwari vavo; vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari vavo.