Numbers 25:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋakaŋga ʋafa neɗenda iro ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vose vakanga vafa nedenda vakasvika zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu vakanga vatofa nedenda iroro vaiva zviuru makumi maviri nezvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vakanga vafa nedenda iro vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona 2009?
Vose vakanga vafa nedenda iro vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvina.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vakanga vafa nedenda iro vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvina.