Numbers 26:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naZera, kwakabva mhuri yaʋaZera; naShauri, kwakabva mhuri yaʋaShauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zera, kwakabva mhuri yavaZera. Shauri kwakabva mhuri yavaShauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mhuri yaZera tateguru wayo ari Zera, mhuri yaShauri tateguru wayo ari Shauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naZera, kwakabva mhuri yavaZera; naShauri, kwakabva mhuri yavaShauri.
Shona 2009?
naZera, kwakabva mhuri yavaZera; naShauri, kwakabva mhuri yavaShauri.
Shona SUB 2002 Bible
naZera, kwakabva mhuri yavaZera; naShauri, kwakabva mhuri yavaShauri.