Numbers 26:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzo mhuri dzaʋaSimeoni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namazana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaSimeoni; pakanga pana varume zviuru makumi maviri nezviviri namazana maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakaverengwa mudzinza rokwaSimeoni, vaikwana makumi maviri ezviuru nezviuru zviviri namazana maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndidzo mhuri dzavaSimeoni, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri.
Shona 2009?
Ndidzo mhuri dzavaSimiyoni, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndidzo mhuri dzavaSimeoni, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri.