Numbers 26:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naOzni, kwakabva mhuri yaʋaOzni; naEri, kwakabva mhuri yaʋaEri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ozini, kwakabva mhuri yavaOzini; Eri, kwakabva mhuri yavaEri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mhuri yaOzini tateguru wayo ari Ozini, mhuri yaEri tateguru wayo ari Eri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naOzini, kwakabva mhuri yavaOzini; naEri, kwakabva mhuri yavaEri;
Shona 2009?
naZini, kwakabva mhuri yava Zini; naEri, kwakabva mhuri yavaEri;
Shona SUB 2002 Bible
naOzini, kwakabva mhuri yavaOzini; naEri, kwakabva mhuri yavaEri;