Numbers 26:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzo mhuri dzaJuda; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀitanhatu namazana mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaJudha; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi manomwe nezvitanhatu, namazana mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakaverengwa mudzinza rokwaJudha vaikwana makumi manomwe ezviuru nezviuru zvitanhatu namazana mashanu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndidzo mhuri dzaJudha; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvitanhatu namazana mashanu.
Shona 2009?
Ndidzo mhuri dzaJudha; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvitanhatu namazana mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndidzo mhuri dzaJudha; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvitanhatu namazana mashanu.