Numbers 26:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaIsakari, nemhuri dzaʋo: Tora, kwakabva mhuri yaʋaTora; naPuva, kwakabva mhuri yaʋaPuva;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaIsakari nemhuri dzavo zvaiva: Tora, kwakabva mhuri yavaTora; Pua kwakabva mhuri yavaPua;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaIsakari makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaTora tateguru wayo ari Tora, mhuri yokwaPuni tateguru wayo ari Puvha,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaIsakari, nemhuri dzavo: Tora, kwakabva mhuri yavaTora; naPuva, kwakabva mhuri yavaPuva;
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaIsakari, nemhuri dzavo: Tora, kwakabva mhuri yavaTora; naPuva, kwakabva mhuri yavaPuva;
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaIsakari, nemhuri dzavo: Tora, kwakabva mhuri yavaTora; naPuva, kwakabva mhuri yavaPuva;