Numbers 26:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzo mhuri dzaZeburuni; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu namazana mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaZebhuruni; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi matanhatu, namazana mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakaverengwa mudzinza rokwaZebhuroni vaikwana makumi matanhatu ezviuru, namazana mashanu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndidzo mhuri dzaZebhuruni; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana mashanu.
Shona 2009?
Ndidzo mhuri dzaZebhuruni; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndidzo mhuri dzaZebhuruni; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana mashanu.