Numbers 26:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋanakomana ʋaManase: Makiri, kwakabva mhuri yaʋaMakiri; Makiri wakaɓereka Gireadi; kunaGireadi kwakabva mhuri yaʋaGireadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaManase: Makiri kwakabva mhuri yavaMakiri (Makiri akanga ari baba vaGireadhi); Gireadhi kwakabva mhuri yavaGireadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumhuri dzokwaManase kwaiti mhuri yokwaMakiri tateguru wayo ari Makiri. Makiri ndiye baba vaGiriadhi. Mhuri yokwaGiriadhi tateguru vayo ndiGiriadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vanakomana vaManase: Makiri, kwakabva mhuri yavaMakiri; Makiri wakabereka Gireadhi; kunaGireadhi kwakabva mhuri yavaGireadhi.
Shona 2009?
Ndivo vanakomana vaManase: Makiri, kwakabva mhuri yavaMakiri; Makiri wakabereka Giriyadhi; kunaGiriyadhi kwakabva mhuri yavaGiriyadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vanakomana vaManase: Makiri, kwakabva mhuri yavaMakiri; Makiri wakabereka Gireadhi; kunaGireadhi kwakabva mhuri yavaGireadhi.