Numbers 26:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaEfraimi, nemhuri dzaʋo: Shutera, kwakabva mhuri yaʋaShutera; naBekeri, kwakabva mhuri yaʋaBekeri; naTahani, kwakabva mhuri yaʋaTahani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaEfuremu nemhuri dzavo: Shutera, kwakabva mhuri yaShutera; Bhekeri, kwakabva mhuri yaBhekeri; Tahani, kwakabva mhuri yaTahani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzinza rokwaEfuremu makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaShutera tateguru wayo ari Shutera, mhuri yokwaBhekeri tateguru wayo ari Bhekeri, mhuri yokwaTahani tateguru wayo ari Tahani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaEfuremu, nemhuri dzavo: Shutera, kwakabva mhuri yavaShutera; naBhekeri, kwakabva mhuri yavaBhekeri; naTahani, kwakabva mhuri yavaTahani.
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaEfuremu, nemhuri dzavo: Shutera, kwakabva mhuri yavaShutera; naBhekeri, kwakabva mhuri yavaBhekeri, naTahani, kwakabva mhuri yavaTahani.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaEfuremu, nemhuri dzavo: Shutera, kwakabva mhuri yavaShutera; naBhekeri, kwakabva mhuri yavaBhekeri; naTahani, kwakabva mhuri yavaTahani.