Numbers 26:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naShefufami, kwakabva mhuri yaʋaShufami; naHufami, kwakabva mhuri yaʋaHufami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shufami, kwakabva mhuri yaShufami; Hufami, kwakabva mhuri yaHufami.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mhuri yokwaShefufamu tateguru wayo ari Shefufamu, mhuri yokwaHufamu tateguru wayo ari Hufamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naShefufami, kwakabva mhuri yavaShufami; naHufami, kwakabva mhuri yavaHufami.
Shona 2009?
naShefufami, kwakabva mhuri yavaShufami; naHufami, kwakabva mhuri yavaHufami.
Shona SUB 2002 Bible
naShefufami, kwakabva mhuri yavaShufami; naHufami, kwakabva mhuri yavaHufami.